Muriwo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Légumes 01.jpg

Muriwo (Vegetables in English) zvinoreva madzinde anokwanisa kudyiwa mashizha awo achinge abikwa mumvura kana mumafuta. Muriwo unokwanisa kubikwa uri wega kana kubikwa pamwe nenyama zvakasanganiswa.

Muriwo wakafurwa wava kudzinina: the vegetables that had been eaten by the cattle are now sprouting new leaves.kudzinina.

Usavi, usayi kana chisevo (relish of any kind) apa kureva muriwo wemashizha kana nyama yakabikwa.


Mhando dzemuriwo[chinja | edit source]

Mamwe mazwi[chinja | edit source]

  • Gwanha, gwanho kana hwani (Fully developed leaf of pumpkin plant or cabbage no longer eaten) apa kureva shizha remuriwo rakakomba risisakwanise kudyiwa. Anonzi makwanha pahuwandu.
  • Kukwanha, kusaira kusanzaura kana kusanhira (1. Prune tree, 2. Strip branches from filed sapling or tree).
  • Kugwanhudza (Make to tear off leaves, branches, flowers; 2. Z Make to prune).
  • Kugwanhuka (Be, or be able to be, plucked, or torn off, or pruned).
  • Kwanhura makwanha ekabichi: remove the big outer leaves of the cabbage