Kukataza

Kubva Wikipedia

Kukataza (Harass) zvinoreva kushusha munhu kungava nemashoko kana nezviito zvaunomuitira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lozi inoti mukatazi (troublesome, wearying, annoying, bothering person). Mamwe mazwi: katazo (annoyance, worry, nuisance, bother).
  • Zulu inoti khathaza (1. Weary, fatigue, make tired, tire. 2. Worry, pester, vex, annoy; bore). Mamwe mazwi: Usekhathele ka6i (He is now terribly tired)
  • Zulu inoti inkhathazo (Worry, annoyance, vexation; pestering, importunity) kureva chikatazo. Mamwe mazwi: Sikhatele izita rinoreva kuti taneta.
  • MaZulu vanoti khathala (Become tired, fatigued, weary; be depressed, listless). VaLenje vanoti katashya (harass) vachireva kukataza.
  • Baila vanoti ku katala (to tire, weariness) vachireva kukataza. Mamwe mazwi: kukatazha (troublesomeness).
  • Nyakyusa inoti katala (v. become tired; be tired) vachireva kuneta.