Kuparidza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuparidza (to address people, to preach) zvinoreva kushamarara kutaura pamberi pegungano revanhu. Kazhinji izwi rokuti kuparidza rinodudza kutaura kwamufundisi pamberi peKereke.

  • Vheserere (n. revival) kuparidza kwekumutsiridza vanhu - kazhinji vhuserere rinoitwa vhiki rose Kereke ichisangana.
  • MaZulu vanoti vuselela (1. Reminder; warning. 2. Renovation, renewal, repair. 3. Revival) kureva vhuserere.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]