Svetuka kuchirochemo

ChiMomi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMomi)

ChiMomi mutauro unowanikwa muNigeria.

Mamzwi Anotodza Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Momi vanoti séé (n. arrow) kureva museve.
  • Momi vanoti dɔɔta (n. burnt place). Fananidzai nokuti dota?
  • Momi vanoti ɗɔɔ'ka (v. to taste) kureva kuraidza. Fananidzai nokuti dokoro?
  • Momi vanoti genz kana geni (n. visitor, guest; stranger) kureva muenzi.
  • Momi vanoti kana (n. side; way) kureva divi kana mukana.
  • Momi vanoti mai (n. mother) kureva mai.
  • Momi vanoti . kɔɔ'ká (n. to surround) kureva kukomberedza. Sokuti: ndakokwa nembwa dzepa musha waCharehwa.
  • Momi vanoti sèè (n. cooking stones; hearth) kureva mapfihwa.
  • Momi vanoti baaba kana baabai (n. grandmother; old woman) kureva ambuya.
  • Momi vanoti bako (adv. before) kureva mberi kwe.
  • Momi vanoti bádán kana bádáú pakuwanda (n. wild custard-apple. Sc. Annona senegalensis) kureva maroro.
  • Momi vanoti banz (n. party; feast; gathering of more than ten people) kureva mabiko kana gungano.
  • Momi vanoti beeka (v. to divide; to share out; to peel) kureva kupatsanura.
  • Momi vanoti bola (n. large pot for brewing beer) kureva gate.
  • Momi vanoti buni (n. white) kureva huchena. Fananidzai nokuti bhunu?
  • Momi vanoti ɓeeká (v. to shell; to dehusk) kureva kumenya.
  • Momi vanoti daá (n. father; dad) kureva baba. Mamwe mazwi: paaka (to touch; bewitch).
  • Momi vanoti dálilá (n. reason) kureva chikonzero.
  • Momi vanoti door (n. area of bush not previously farmed) kureva [[]].
  • Momi vanoti dera (n. quickly, rapidly, fast) kureva kukasira.
  • Momi vanoti dika (to be superior). Mamwe mazwi: gonga (adj. good, true).
  • Momi vanoti dom (n. abandoned compound) kureva dongo. Mamwe mazwi: sala (n. tail).
  • Momi vanoti gada (n. bridge) kureva bhiriji. Mamwe mazwi: gaaka (v. to cross water).
  • Momi vanoti gom (adv. difficult) kureva kugozha.
  • Momi vanoti gɔná (a. right hand) kureva rudyi. Mamwe mazwi: kwok (n. shield).
  • Momi vanoti gondi (n. on the other side) kureva mhiri. Mamwe mazwi: gooz (n. umblical cord; navel).
  • Momi vanoti kweeka (v. to be alight (fire); to shine. syn: ooka).
  • Momi vanoti nok (n. foundation; base of a house) kureva nheyo.
  • Momi vanoti páári (n. above; Heaven) kureva kudenga.
  • Momi vanoti saka (loc. behind) kureva mushure. Mamwe mazwi: sai (adv until).
  • Momi vanoti soka (v. to have sex, copulate; to fornicate).
  • Momi vanoti teeká (loc. middle; between) kureva pakati.
  • Momi vanoti vindi (n. writing; handwriting) kureva kunyora.
  • Momi vanoti wakate (n. time) kureva nguva.
  • Momi vanoti zaka (n. wind; gale; breeze) kureva mhepo.
  • Momi vanoti tiika (v. come down; descend) kureva kudzika.
  • Momi vanoti taau (n. bow) kureva uta.
  • Momi vanoti dǝká (v. to climb; to go up; to ascend) kureva kukwira.
  • Momi vanoti yaaka (v. to make a mistake; to err) kureva kukanganisa.
  • Momi vanoti yaka (n. to sew) kureva kusona.
  • Momi vanoti gala (n. meat) kureva nyama.
  • Momi vanoti ɗoka (v. to take a small amount).
  • Momi vanoti seeya (white; colourless). Mamwe mazwi: luuwaa (adj. very large; big; huge; vast).
  • Momi vanoti baaká (n. relatives) kureva hama.
  • Momi vanoti yoka (adj. left) kureva ruboshwe.