Dokoro

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti dokoro (appreciation of taste) rinotaura kuyemurwa kunoita munhu kanzwire kaanoita manakire echikafu. Vamwe vatauri vanoti mango.


Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kujekesa Dokoro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kuzipa (sweet).
  • Kuzipisa (to make sweet; sweeten).
  • Zipo kana nzipo (sweetness, as of honey or sugar).
  • Kutapira
  • Hambe (Sour taste e.g. of sour damba) iri shoko rinotaurwa pakuraidza muchero usina kuibva.
  • Kuvava
  • Indye kana ndye (1. Bitterness that is unpalatable). Ndanwa mvura ine indye, ndokubva yandirutsisa: I drank bitter water and it caused me to vomit.
  • Madurungundu (Sour-tasting substance e.g. lemon juice)
  • Kushata zvinoreva kuti chidyo hachinake pakudya.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dungunu (ideophone of being pleasing to the taste).
  • Dungunudza (make tasty). Dungunudza mahewu neshuga. Make the mahewu tasty by adding sugar.
  • -dungunura (please the palate). Hwahwa hausati hwandidungunura. I have not yet formed a taste for beer.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaKongo vanoti sata (to be acid, tart, tartness. acidity, an acid) kureva kushata.
  • VaGungu vanoti kukamba (have a slight taste of bitterness) - zvichida vachireva kuva nehambe?