Mabiko

Kubva Wikipedia

Mabiko (feast, banquet) zvinoreva mhemberero inoitwa paine zvidyo.

Mhando dzeMabiko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kune mabiko emuchato, mabiko ekuzvarwa, mabiko erusununguko, mabiko ekugadzwa zvichingodaro.

  • Dhiri (banquet, celebration) apa kureva mabiko zvichitaurwa kuChiNdau.
  • dhiri (ideophone of coming together at one place). Vanhu vose voruwa vakati dhiri kumutengo wesero: all the people of the distriet have floeked to the sale.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaBemba vanoti malila (feast).
  • MaZulu vanoti dili kana amadili (1. Feast, festival; large dinner-party).
  • MaZulu vanoti dili kana amadili (2. Large gathering of people; multitude of things; abundance of food).
        • thus not true*** Ask the Zulus please