Chirambo
Mataridziko
- Chirambo apa kureva bande kana jerera rinowanikwa muchero.
- Chirambo sezita (a family name) izita remhuri.
- Chirambo (Phase). Iri izwi hariko kuShona yamazuva ose asi kuedza kuvaka mutauro.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |