Ambayi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Ambayi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veKaonde vanoti kwamba (to talk) kureva kutaura.
  • Izwi rokuti amba (speak, say) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva kutaura. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Ambayi?
  • VaMaconde vanoti imbai, kana umbai kana ambai (bee) kureva nyuchi.