Chipara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMaconde vanoti chipala (smithy, place where forge is located). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Chipara.
  • VaWabo vanoti cipala (n. blacksmith's tools) vachireva zvombo zvemhizha.
  • VaChewa neVaYao vanoti chipala (blacksmith's forge).
  • VaHerero vanoti otyipara (front; forehead).
  • Vatauri veUmbundu vanoti ocipala kana ocikumo (forehead).


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.