Kut- muzviito achishanduka nh- mumazita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anotanga achiti kut- achidudza zviito, anozovamba achiti nh- ava kududza mazita.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Ko mazwi aya tingati kudini?

Mamwe Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaLuganda vanoti fa, takata kana taka (die, pass away) kureva kufa. Zvichida izwi rokuti nhaka rinotodza taka?
  • VaWanga vanoti omutambi (needy person) kureva munhu ari kutambura?