Nherera

Kubva Wikipedia

Nherera (orphan) zvinoreva mwana akafirwa naAmai nababa kana mumwe wevabereki. KuKalanga vanoti sianwa

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nherera inoguta musi wafa mai. An orphan gets plenty on the day his mother dies. Apa zvinorevawo kuti nherera iyi inoguta nemashoko ekuraiwa musi wafa mai vayo.
  • Kusesedza mwana wenherera kumubereka kumusana. In order to guide an orphan one has to carry him on the back.
  • Nherera ngeisina muredzi ine muredzi inodya ichisiya. An orphan is somebody without a guardian, but if he has a guardian he has enough to eat.
  • Panotamba machinda nherera sinyungwe. Where the sons (of a chief) are dancing, an orphan should keep in the background.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaDigo vanoti mwanachiya (n. orphan, motherless fatherless) kureva nherera. VaWabo vanoti mpawi kureva nherera.
  • VaLozi vanoti masiye (n. orphan, motherless fatherless) kureva nherera. VaLozi vanoti likuzana kana kuzana (n. orphan) kureva nherera?
  • MaZulu vanoti umthelela (n. 1. Anything additional; reinforcement, auxiliary. 2. Subdivision, portion; offspring).
  • Nsenga vanoti ndelela (n. a bastard, one born out of wedlock).