Nhekairo

From Wikipedia
(Redirected from Kutekaira)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kutekaira rinoreva kufamba kuchiBudya. Saka nhekairo ringaturikirwa kuti motion, movement or kinetic kuEnglish.

Pakutaura mazuva ose unonzwa kuchinzi:

  • Zviri kutekaira here?

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Dzerevende ( Wander about. Be at a loose end) kana kutekaira. Sokuti - Ndiye anodzverevenda: he is the one who hangs about and delays his departure.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]