Mutengezanwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutengezanwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti tengeza (to make; to construct; to repair).
  • VaDigo vanoti chitengu (join of the body) kureva nhengo.
  • VaSwahili vanoti mtenga (one who separates himself from the community, solitary person, recluse. 2. pol. separatist.).
  • VaSwahili vanoti mtengano (pol. split, faction, separatism.).
  • VaSwahili vanoti mtengo (act of separating, dividing off; withdrawing, removing; 2. dismissal, discharge).
  • VaSwahili vanoti mtengwa (one who is separated/set apart. 2. one who is removed/dismissed. 3. one who is devoted to something - his work, a cause).
  • Vatauri veUmbundu vanoti ocitenga (a company, assembly).