Svetuka kuchirochemo

Nhamo

Kubva Wikipedia

Nhamo (being in need, lacking) zvinoreva kushayiwa chouviri kana chiraramiso.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kutama (being in need, lacking) apa kureva kushayiwa kana kuva mushayi.
  • .....nyama yangu yaonda nokutama mafuta: and my flesh is feeble from lack of fat. (Psalm 109:24, Bhaibheri reChiNdau).
  • Zvinoita sokuti zwi rokuti nhamo rine chiito chokuti kutama.
  • Pamweni vanozotamika vashanu kuita makumi mashanu evakarurama, unozoparadza dhorobha reshe here ngokutamika kwevashanu? What if the number of the righteous is five less than fifty? Will you destroy the whole city for lack of five people?(Genesis 18:28 Bhaibheri reChiNdau).
  • Nhamo haizivi pakagara imwe. A misfortune does not avoid another one.
  • Nhamo haityi imwe. A misfortune is not afraid of another one.
  • Nhamo urimbo inonamira. Misery is like bird-lime; it sticks (to men).
  • Nhamo ine dzimba dzayo. Misery haunts its (chosen) families.
  • Nhamo hadziiti mbiri. Misfortunes never come in twos.
  • Njodzi hadziiti mbiri. Danger never comes in twos.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nsenga inoti ntamu (n. hardship; misfortune; trouble, calamity) kureva nhamo. Mamwe mazwi: chita ntamu (v. persecute).
  • Venda vanoti -tama (v. wish, crave, desire, eager, keen, envy, prefer). Bemba vanoti bula (lack) kureva kushaiwa.
  • Digo inoti mbulwa kana mbulisi (a devoid of something; a person who lacks something) kureva munhu anoshayiwa chimwe chinhu.
  • Digo vanoti mbula mano kana mbulwa mano (death of a person lacking ideas or intelligence) kureva kushayiwa mano.
  • Nyakyusa inoti taamigwa (v. be troubled) kureva kutama.