Kalanga

From Wikipedia
(Redirected from ChiKalanga)
Jump to navigation Jump to search

Kalanga mutauro unotaurwa kuMatebeleland South mumatunhu anosanganisira Plumtree, Matobo neBulilima-Mangwe uye kuMaodzanyemba kwenyika yeBotswana. Mutauro weKalanga unoda kutodzana neNambya inotaurwa kuMadokero eMaodzanyemba eZimbabwe uye nemitauro yeShona inotaurwa kuMabvazuva nepakati peZimbabwe. Rupande rwemashoko 75 pazana kuKalanga runoda kufanana nemashoko eShona. Zvinonzi vatauri veKalanga vanosvika 500,000 muZimbabwe uye vanosvika 150,000 muBotswana.

Vanhu verudzi urwu vanonzi BaKalanga.

Vatauri veKalanga[chinja | edit source]