Kukungudza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKukungura)

Kukungudza (recalling with regret) zvinotaura chiitiko chokuti ukarangarira unodemba kana kukungura kuti dai zvisina kuitika.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zvinokungudza kana mwana achigaro paramura mhosva kumaraini.
  • Anoita gungura nokuti haana kutengera mwana zviwitsi: he regrets not having bought sweets for his child.
  • Harakwa inogungura zvoujaya hwayo: an old man wishes he were young again.