Zande

Kubva Wikipedia

Zande mutauro unowanikwa kuDemocratic Republic of the Congo, Central African Republic, neSouth Sudan

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zande inoti toni (small) kureva diki.
  • Zande inoti kuari (top). Fananidzai nokuti Mwari?
  • Zande inoti dungu (many) kureva zhinji. Mamwe mazwi: kuru (adj. old).
  • Zande inoti gumba (v. speak) kureva kutaura.
  • Zande inoti zamba (red) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: sunge (n work).
  • Zande inoti boro (n. person) kureva munhu.
  • Zande inoti sende (n. ground) kureva pasi.
  • Zande inoti vunga (v. beget) kureva kubereka.
  • Zande inoti mbata (formerly) kureva zvakambenge.
  • Zande inoti kumba (n. man) kureva murume.
  • Zande inoti mbara (n. elephant) kureva nzou.
  • Zande inoti mbaga (n. waterbuck). Mamwe mazwi: gangara (n. mountain).
  • Zande inoti bara (male) kureva mukono. Mamwe mazwi: dunduko (all).
  • Zande inoti bambo (n. house) kureva imba. Mamwe mazwi: pati (besides).
  • Zande inoti wene (good) kureva kunaka.
  • Zande inoti bakere (big) kureva hombe. Mamwe mazwi: gizaza (n. bottle).
  • Zande inoti mangu (n. container) kureva chibatiro. Mamwe mazwi: sende (n. ground).
  • Zande inoti gude (n. boy) kureva mukomana. Mamwe mazwi: bibiri (black) - fananidzai nokuti kuvira kwezuva?
  • Zande inoti ngua (n. tree) kureva muti. Mamwe mazwi: bambata (first).
  • Zande inoti rukurumo (stump) kureva chigutsa. Mamwe mazwi: vura (side).
  • Zande inoti limo (n. name) kureva zita. Mamwe mazwi: sungu (v. sit).

Kududza Nzvimbo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zande inoti ku (prep. to, towards) kureva ku-.
  • Zande inoti ti (prep. at, on) kureva pa-. Sokuti: ti-se (n. body) kureva muviri.
  • Zande inoti dagba (prep. between; space between two points) kureva pakati pe. Fananidzai nokuti nhahwamaringa?
  • Zande inoti ri (prep. on; top, head) kureva pa-. Sokuti: ri-se (n. head) kureva musoro.
  • Zande inoti ngba (prep. in front of) kureva mberi kwe-. Sokuti: ngba-se (n. mouth, opening, end).
  • Zande inoti gi (prep. behind) kureva kumashure. Sokuti: gi-se (back)
  • Zande inoti bari (prep. over, above) kureva padenga.
  • Zande inoti vuru (prep. inside) kureva mukati. Sokuti: vu-se, vuru-se (n. stomach). Fananidzai nokuti hura.
  • Zande inoti pa(ti) (prep. beside, around) kureva parutivi. Sokuti: pati (n. circumference).
  • Zande inoti tii (prep. below, under). Mamwe mazwi: sa (prep. towards, against).
  • Zande inoti da (prep. as far as) kureva dakara. Sokuti: da (arrive) kureva kusvika.
  • Zande inoti rogo (prep. in, inside) kureva mukati. Sokuti: rogo-se (n. interior of the human body) kureva mumuviri.
  • Zande inoti auru (prep. on top; above) kureva pamusoro. Sokuti: auru (adj. top, upper part of something).

Kwakawanikwa Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

[1] [2]

  1. https://kups.ub.uni-koeln.de/5105/1/ICPonAttributesInZande_Kups.pdf
  2. https://d-nb.info/1038359295/34