Midlands Province

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Zvikwata zvedunhu reMidlands

Dunhu reMidlands rimwe rematunhu gumi ari munyika yeZimbabwe.

Midlands rine nharaunda ye49,166 km² nehugari hungango kwana hwemamirioni 1.5 (2002). Gweru iguta guru mudunhu iri.

Districts[chinja | edit source]

Midlands yakagovaniswa kuita zvikwata zvinomwe: