Ngiemboon

Kubva Wikipedia

Ngiemboon mutauro weBantu unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngiemboon inoti cǔm (ideophone for sound of a big object falling into water) inyaudzosingwi inodudza kuwira mumvura kwechinhu chihombe.
  • Ngiemboon inoti Cʉ̀apʉ̀a (n. God, god) kureva Mwari kana vamwari. Mamwe mazwi: Cʉ̀apʉ̀a (n. second hand clothes).
  • Ngiemboon inoti éfuʼ (vi. foam; lather) kureva kuita furo. Mamwe mazwi: éfuʼ (v. boil) kureva kufanza.
  • Ngiemboon inoti éfʉa (v. talk nonsense; slide; slip) kutaura nhando kana kutsvedza. Mamwe mazwi: éfʉate (v. talk nonsense; slide; slip). Kune zita rinonzi Mafuwa.
  • Ngiemboon inoti éfʉte (v. deceive) kureva kunyengera. Mamwe mazwi: fʉ̀te (n. trickery; deception). Fananidzai nokuti kufuta pakurwa.
  • Ngiemboon inoti éfʉ́le (v. repatriate). Mamwe mazwi: lǒŋ (n. laziness) kureva nungo.
  • Ngiemboon inoti fàʼ kana mefàʼ (n. travail; work) kureva kushanda. Mamwe mazwi: fàʼa (n worker). Fananidzai nokuti ndafa nebasa?
  • Ngiemboon inoti gàb (v. sharing; dividing up) kureva kugova. Mamwe mazwi: gʉ̌ tÿóon (n. calabash used for drinking) kureva guchu.
  • Ngiemboon inoti kùmbàaně kana mekùmbàaně (n. group; ensemble) kureva boka. Fananidzai nokuti kukumba.
  • Ngiemboon inoti kwòŋ kana mekwòŋ (n. stump; maize or corn stalk) kureva magunhi.
  • Ngiemboon inoti legém (num. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: lepab (n. wing) kureva bapiro.
  • Ngiemboon inoti tsìŋe (n. bottom). Mamwe mazwi: tsìŋe lekʉŋ (n. bottom of a pot). Tsìŋe ssé (down below, basement).
  • Ngiemboon inoti letsìŋ (n. base, start). Sokuti dzinde rerudo?
  • Ngiemboon inoti letsiŋé (ground around; foot of a plant). Fananidzai nokuti dzinde.
  • Ngiemboon inoti lezíŋ (n. name) kureva zita. Chewa vanoti zina.
  • Ngiemboon inoti lòŋngáa (n. bucket, pail) kureva chirongo.
  • Ngiemboon inoti lùm (n. dry season) kureva chirimo. Mamwe mazwi: zsǒ (n. day) kureva zuva.
  • Ngiemboon inoti mpfó (n. death) kureva rufu. Mamwe mazwi: sànzà (n. wrap-around cloth) kureva jira rekumonera.
  • Ngiemboon inoti tsetsɛ̀ɛ (n. middle; centre; between) kureva pakati. Mamwe mazwi: tsetsoló (adj. inside; interior).
  • Ngiemboon inoti yémɔʼɔ́ (num. one) kureva imwe.
  • Ngiemboon inoti shÿó (n. face, figure) kureva chiso. Mamwe mazwi: sòŋo (ideophone for pointed).
  • Ngiemboon inoti soŋ kana soŋo (n. middle, centre, in the centre) kureva pakati.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ngiemboon inoti ésa (v. 1. turn; balance; 2. spill). Mamwe mazwi: ése (v. turn, 2. transform, be transformed).
  • Ngiemboon inoti ésóon (v. bat an eyelid) kureva kushamisika. Fananidzai nokuti kusvinura?
  • Ngiemboon inoti gaŋá (n. internet). Mamwe mazwi: (n. village). Lepfó (n. neighbourhood of a village).
  • Ngiemboon inoti ge láʼ (n. very distant future). Mamwe mazwi: ge lu (n. tomorrow future).
  • Ngiemboon inoti ge táa (n. distant future). Mamwe mazwi: ge tó tá (n. distant future).
  • Ngiemboon inoti gɛ́ kana gàb (n. adultery) kureva hupombwe.
  • Ngiemboon inoti gubé (n. human children) kureva vana vevanhu. Mamwe mazwi: sàʼ (n. disease) kureva chirwere.
  • Ngiemboon inoti guɔ (malady, sickness) kureva chirwere. Mamwe mazwi: gùʼte (n. respect; honour) kureva rukudzo.
  • Ngiemboon inoti gʉ̀a (v. going; leaving) kureva kubva kana kuenda. Mamwe mazwi: gʉ̀gʉ̀ (n. lunatic, imbecile) kureva benzi.
  • Ngiemboon inoti gwáŋa (n. famine; food shortage) kureva nzara. Ko zita rinonzi Chigwana.
  • Ngiemboon inoti jùa (n. aluminium). Mamwe mazwi: kàlàngá (n. dryer). Jʉʼ (n. seat, place, weather).
  • Ngiemboon inoti jÿɔ́ʼ (n. inheritance; heritage) kureva rifa. Mamwe mazwi: kásà kana mekásà (n. emperor) kureva mambo.
  • Ngiemboon inoti kánzà kana kánzi (n. basket) kureva bhasiketi.
  • Ngiemboon inoti kúbe kana kúbte (n. difference; change) kureva musiyano kana shanduko.
  • Ngiemboon inoti kʉ̀a (n. alliance; pact; contract; testament). Kune bhuku rinonzi KwaGuhwa kwaMusana.
  • Ngiemboon inoti kwàŋ (n. joke; amusement) kureva chiseko. Mamwe mazwi: kwàŋ (n. bracelet).
  • Ngiemboon inoti kwàtà (n. corn wine) kureva waini yechibage. Mamwe mazwi: kwéʼte (n. paralysis). Mbùm (n. body, trunk).
  • Ngiemboon inoti kwóŋ kana mekwóŋ (n. up high; upstream; upstream water). Mamwe mazwi: séssé (n. black).
  • Ngiemboon inoti kwɔ̀ʼɔ ndá kana mekwɔ̀ʼɔ ndá (n. threshold - point of entrance or beginning) kureva mukova.
  • Ngiemboon inoti kwɔ̀ʼɔ ndá kana mekwɔ̀ʼɔ ndá (n. children belonging to the same woman) vana vaAmai vamwe.
  • Ngiemboon inoti làŋa kana melàŋa (n. surface). Mamwe mazwi: máshúa (ant) kureva svosve.
  • Ngiemboon inoti láʼ (n. people, village) kureva vanhu kana musha. Mamwe mazwi: làʼaláʼ (n. inter-village; international).
  • Ngiemboon inoti lekà (n. stick; cane; rod; penis) kureva chimuti.
  • Ngiemboon inoti lekélè (n. round; perimeter; circumference). Mamwe mazwi: lekélè (n. winding; coil; rumbling; circulation).
  • Ngiemboon inoti léláa (adj. persistent). Fananidzai nokuti chirwere chakurera?
  • Ngiemboon inoti ḿbúte (v. gather together; assemble; join). Fananidzai nokuti Mabutho.
  • Ngiemboon inoti mpfɛ̀ɛ (n. consumer; customer). Mamwe mazwi: mpfɛ̌ (edible; drinkable).