Chirongo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Gujarati carrying water pot.jpg

Chirongo (water tote) zvinoreva hari inoshandiswa kutakura mvura kubva kutsime kuenda kudzimba. Mazuvano vazhinji vava kushandisa mugomo wakagadzirwa nerata kutakura mvura - nekumwe kutaura mugomo ndiwo wave chirongo chemazuva ano.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMaconde vanoti chiloongo (n. pot) vachireva poto. VaMakonde vanoti shilongo (bowl) vachireva mbiya.
  • MaZulu vanoti umjingo (n. Bunch of leaves placed in pot-mouth to prevent water from slopping over) vachireva mashizha anoiswa muchirongo kuti mvura isataika pakufamba.
  • VaLenje vanoti nongo (earthen vessel for water, cooking etc; pot, jar, pitcher) - zvichida vachireva chirongo.