Svetuka kuchirochemo

Mayera

Kubva Wikipedia

Mayera kana Maera mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, clarity, purity, holiness) kureva kuchena. Edo inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena.
  • Kinande inoti amayele (n. intelligence) kureva huchenjeri. Mamwe mazwi: ni mundu w' amayele (n. she or he is a smart person) kureva munhu akachenjera.
  • Herero inoti yera (to shine, be bright). Mamwe mazwi: oku-yere (n. open plain as opposed to dark bushy parts). Umbundu inoti yela (n. white, clean) kureva huchena.