Mwayera
Mataridziko
Mwayera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Taona Mwayera; Mazvita Mwayera; Tawanda Mwayera; Kudakwashe Mwayera.
- Mazita ari pedyo: Muyeruza, Kayera, Kayeruza, Mayere, Chiera, Rwere, Mayera, Kaela, Kuyere, Mayeresa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Mang'anja vanoti kuera (to be white or light) kureva kuchena. Mamwe mazwi kuyera (whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva huchena.
- Takwane inoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white). Nyakyusa inoti unkasi umwelu kureva mukadzi muchena.
- Nyanja inoti: pfupa lo'yera (n. a white bone). Mamwe mazwi: kayera (n. a type of white beans). Kuyere (n. an open place).
- Lubukusu vanoti khuuela (suffice, be enough, satisfy, be equal, perish, come to an end, be exterminated, die as a group, die enmasse).