Svetuka kuchirochemo

Kayera

Kubva Wikipedia

Kayera izita emhuri anowanikwa muUganda, Tanzania, neMalawi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Taita vanoti kuela (v. to be light) kureva kuyedza. Mamwe mazwi: kuela (to be holy; to be clean, to be clear) kureva kuchenesa.
  • Herero vanoti yerisa (to brighten) kujekesa. Mamwe mazwi: ou-yere (brightness; glory; clearness). -yere (light, bright, clear).
  • Chewa inoti kayera (n. white beans - so called because of their whiteness).
  • Zigula inoti kuelusa (to converse or watch at night time).