Rwere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rwere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Kumaruwa eChiweshe kuMashonaland Central kune musa unonzi Rwere.

  • Vanhu vane zita iri: Charity Rwere; Caroline Rwere; Rudo Rwere; Nyasha Rwere.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyakyusa vanoti lwele (n. eighth) kureva chechisere. VaLomwe vanoti orweela (n. flood) kureva guwe kana mafashamo emvura.
  • VaGwere vanoti nalwere (n. small animal like a squirrel except for their round face and big-red eyes) kureva kamhuka kakafanana netsindi.
  • MaZulu vanoti ilixhwele kana amaxhwele (Intemperate person - indulges in certain habits e.g. of drinking, smoking, gambling, etc.). Mamwe mazwi: xhwala kureva kurwara - tizive madudziro.
  • Herero vanoti ou-yere (n. clearness; brightness, glory). Mamwe mazwi: oku-yere (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country).