Svetuka kuchirochemo

Kayeruza

Kubva Wikipedia

Kayeruza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva kuchena. Mamwe mazwi: kuera (to be white or light) kureva kuchena.
  • Zigula inoti kuelusa (to converse or watch at night time). Takwane inoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white).
  • Lugwere vanoti bweru (1. whiteness, 2. transparency, honesty, intergrity) kureva huchena. Herero vanoti oku-yerisa (v. to glorify, exalt).
  • Kidawida inoti kuela (v. to be light) kureva kuyedza kwezuva. Mamwe mazwi: kuelesa (to purify) kureva kuchenesa. Kagulu inoti numba yera (clean house), imba yakachena.