Svetuka kuchirochemo

Mweru sezita

Kubva Wikipedia

Mweru izita revanhu rinowanikwa muKenya, Republic of the Congo neDemocratic Republic of the Congo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinande vanoti omweru kana enzeru (white, fair complexion; fair skinned) kureva huchena.
  • Kinande vanoti obweru (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti obweru (cleanliness) kureva kuchena.
  • Herero vanoti -yere (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: -yere (pure; shining).
  • Herero vanoti ou-yere, oru-yera (brightness; lustre). Mamwe mazwi: ou-yere (n. clearness; brightness; glory).
  • Kikuyu vanoti -eru (adj. white; fair in colour; transparent; grey) kureva huchena kana kuwonekera.