Svetuka kuchirochemo

Muyeruza

Kubva Wikipedia

Muyeruza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; iri izita reChewa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaYao neVaNyakyusa vanoti elusya (clean, rinse) vachireva kusuka kana kudzumburudza. VaChewa vanoti weruza (to tell; instruct; narrate).
  • Mang'anja vanoti kueruza kana kuweruza (instruct, tell, put right, advise, find fault with, punish, judge warn) kureva kupa mazano kana kuranga.
  • Mang'anja vanoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, clarity, purity, holiness) kureva kuchena.
  • Zigula inoti kuelusa (to converse or watch at night time). VaNyakyusa vanoti eluka (become white, clean).

Mazwi Ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tarisai chinyorwa chinonzi Kuyera nemazwi eBantu akanyorwapo.