Majang

Kubva Wikipedia

Majang mutauro unowanikwa kuchamhembe kweEthiopia

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Majang inoti baba (n. father) kureva baba.
  • Majang inoti gam (v. give) kureva kupa.
  • Majang inoti kam (v. limp) kureva kukamhina.
  • Majang inoti gam (v. hold). Fananidzai nokuti kugamha.
  • Majang inoti ped (v. finish) kureva kupedza.
  • Majang inoti tama (n. face) kureva kumeso.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Majang inoti nácí (n. bread) kureva chingwa. Ko Nhachi?
  • Majang inoti depo (entrance hall) kureva biravira.
  • Majang inoti eme (n. year) kureva gore.
  • Majang inoti gande (n. snail) kureva hozhwa.
  • Majang inoti gode (n. house) kureva imba.
  • Majang inoti pale (n. granary) kureva dura.
  • Majang inoti wale (n. wind) kureva mhepo.
  • Majang inoti deke (n. tree) kureva muti.
  • Majang inoti dange (n. chair) kureva cheya.
  • Majang inoti goro (n. river) kureva rwizi.
  • Majang inoti máɲá (n. sibling) kureva mwananyina.
  • Majang inoti muta (n. needle) kureva tsono.
  • Majang inoti pira (n. neighbour) kureva muvakidzani.
  • Majang inoti dam (v. eat) kureva kudya.
  • Majang inoti ari (hand) kureva ruwoko.
  • Majang inoti jarti (n. woman) kureva mukadzi.
  • Majang inoti duk (n. forest) kureva sango.
  • Majang inoti tuk (v. begin) kureva kutanga.
  • Majang inoti ton (v. say). Tona (v. order) kureva kuraira.
  • Majang inoti got (v. blow) kureva kufura.
  • Majang inoti gab kana gabe (v. give) kureva kupa. Lugwere inoti: mugabi (generous person) - munhu akasununguka pakupa.
  • Majang inoti tokol (narrow). Dunde (heart) kureva moyo.
  • Majang inoti tak (inside) kureva mukati.
  • Majang inoti cem (adv. straight) kureva kutamuka.
  • Majang inoti konde (n. bottle) kureva bhotoro.


[1]

  1. https://www.lotpublications.nl/Documents/536_fulltext.pdf