Kukamhina

Kubva Wikipedia

Kukamhina kana kugamhina (to limp) zvinoreva kufamba negumbo rakakuvara kana kuremara rokuti rinonetsa kusimudza - imwe nguva richirwadza zvokuti haunatse kufamba zvakanaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaDigo vanoti gumwira kana gutsira (to limp) zvichireva kukamhina.
  • VaMaconde vanoti kukudaila (to limp) zvichireva kukamhina. Mamwe mazwi: wakukudaila (n. one who is lame or limps).
  • Majang inoti kam (v. Limp) kureva kukamhina.