Gonja

Kubva Wikipedia

Gonja mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gonja vanoti anu (num. five) kureva shanu.
  • Gonja vanoti ana (num. four) kureva ina. Mamwe mazwi: bena (n. four persons) kureva vana.
  • Gonja vanoti amalaika (n. angels) kureva ngirozi.
  • Gonja vanoti akare (n. traditions) kureva magariro.
  • Gonja vanoti besa (v. to hurt, to pain, to ache) kureva marwadzo.
  • Gonja vanoti bel (v. to be old) kureva kuchembera. Mamwe mazwi: mbel (n. old age).
  • Gonja vanoti bar (v. to bring, to produce) kureva kuunza kana kubara.
  • Gonja vanoti cheeŋ (adj. holy, pure, faultless, not mixed, real) kureva tsvene.
  • Gonja vanoti chara (v. to be of old, to be already existing). Fananidzai nokuti harahwa?
  • Gonja vanoti cheche (adv. 1. clean, complete, perfect 2. all, whole). Fananidzai nokuti muchechetere?
  • Gonja vanoti dara (v. to watch, to look out) kureva kutarisa kana kutara.
  • Gonja vanoti futi (v to pierce (a wound), to bore, to break, to inject). Fananidzai nokuti pfuti?
  • Gonja vanoti jama (n. public meeting). Fananidzai nokuti Chama Cha Mapinduzi?
  • Gonja vanoti lubi (adj. bad, evil, unjust) kureva chivi.
  • Gonja vanoti muji (n. medicine made of bark and roots of a tree) kureva midzi.
  • Gonja vanoti wulo (v. to be secret). Fananidzai nokuti kuwurura - let out a secret?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gonja vanoti anya (n. slaves) kureva varanda.
  • Gonja vanoti alfasa (n. jokes) kureva nyambo.
  • Gonja vanoti alfa (hundreds) kureva zana.
  • Gonja vanoti akan (n. carrying pads (cloth or grass)) kureva hata.
  • Gonja vanoti afofo (n. peels) kureva mateko. Mamwe mazwi: chase (v. to be common).
  • Gonja vanoti adimɛdi (n. human beings, men) kureva vanhu.
  • Gonja vanoti abembeŋ (n. earthquakes) kureva kundengenyeka kwenyika.
  • Gonja vanoti buye (n. Oribi) kureva mhuka inenge mhembwe.
  • Gonja vanoti bumbuŋ (adj. green, raw, fresh) kureva mbishi.
  • Gonja vanoti biri (v. to be black, to be dark, to grow dark) kureva kusvipa.
  • Gonja vanoti basa (n. people) kureva vanhu. Mamwe mazwi: baru (n. news).
  • Gonja vanoti chala (v. to gather, to bring together, to collect) kureva kuunganidza.
  • Gonja vanoti dokore (n. loincloth). Mamwe mazwi: doa (v. to pour).
  • Gonja vanoti dapo (n. mud) kureva mutapo. Mamwe mazwi: nyifu (n. flour).
  • Gonja vanoti eshuŋkpa (n workplace, office) kureva kubasa.
  • Gonja vanoti efuli (n. space, country, nation, people, landscape) kureva nyika.
  • Gonja vanoti ebiri (n. darkness) kureva rima.
  • Gonja vanoti fiimbi (adj. very small, tiny) kureva dikidiki.
  • Gonja vanoti gbeyɛ (v. to crawl; to drag). Mamwe mazwi: gbeya (v to crawl, to drag, to creep) kureva kukambaira.
  • Gonja vanoti gama (v. to gather (things), to meet in battle). Mamwe mazwi: jita (n. power).
  • Gonja vanoti jese/ajese (n. thread) kureva shinda.
  • Gonja vanoti jaja (v. to spoil, to be rotten, to destroy, to waste) kureva kuwora.
  • Gonja vanoti nyaŋ (v. to press, to squeeze, to choke, to suffocate, to force).
  • Gonja vanoti nache (n. cow (female)) kureva mombe hadzi. Ko Nhachi?
  • Gonja vanoti ŋgal (n. immunity) kureva kusabatwa nechirwere.
  • Gonja vanoti pɔtɛ (adj. other, strange, alien ) kureva munhu mupara.
  • Gonja vanoti pesaŋ to (v to disperse) kureva kupararana.
  • Gonja vanoti suŋgur (n. land tortoise) kureva hamba yepadunhu.
  • Gonja vanoti somanji (n. poor servant) kureva muranda murombo.
  • Gonja vanoti sasa, sara/saraana (n. equal) kureva kuenzana.
  • Gonja vanoti yiri(n. tribe, people group) kureva rudzi.