Rima
Jump to navigation
Jump to search
Rima, dima kana mhindo (darkness) apa kureva kushayikwa kwechiedza kunosaka kunze kusvipe. Rima rinoonekwa kana zuva radoka kusisina chiedza kana kuti zuva radzikatirwa nemwedzi.
Tsumo[chinja | edit source]
- Kudyira sadza mudima rimwe zuva uchadyiswa negudo.
Mazita[chinja | edit source]
- Muzamhindo izita remhuri.