Svetuka kuchirochemo

Deko remuchero

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMateko)

Deko kana mateko pakuwanda (n. rind of a fruit) zvinoreva goko remuchero rakasimba kana rakakukutara zvakaita goko redamba, hwakwa kana nzungu.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Shilluk inoti tek (adj. hard, strong) kureva kukukutara. Mamwe mazwi: tek (brave; secure).
  • Nsari inoti chigwini (n. husk of coconut) kureva mateko ekokonati.
Matamba ane mateko makukutu