Zvechadenga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuFundoyechadenga)

Zvidzidzo Zvechadenga (astronomy) kana Upanganyedzi zvinodzidza nokutsanangura pamusoro pemitumbi iri muchadenga inosanganisira: zuva; nyeredzi; nyenyedzi nedzimwe mhando dzemitumbi inowanikwa muchadenga.

Kuumba mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko ari pazasi ndeekuzama ekuvumba mutauro, uye akavambwa kutodza mashoko agere ariko kuChishona, kana paine mamwe mashoko anokwaniswa kuturikirwa pamusoro peaya, ngaaiswe.

Mamwe mashoko akanyorwa agere avekushandiswa pawikipidhiya kare, asanganiswa kuti azivikanwe uye nekuti mamwe ashandiswa kusika mashoko matsva.

Shoko Mavambwo KuChingezi
Guruzivo Kureva Ruzivo rukuru, kutodza Chirevo che 'science' science
Chamushana, Chazuva -mushana, -zuva solar
Chamwedzi -mwedzi lunar
Chanyedzi -nyedzi kubva pakuti nyenyedzi stellar
Chadenga -denga space; outer-space
Chazuru -zuru
Chindeya planet
Chindeyana chindeya + chivakamberi -na

(baby planet essentially)

Dwarf planet
Rudunhumwe Dunhu + imwe Universe
Rhadenga -denga Cosmos
Muzvcazi Rimwe zita re Gwararakurumbi, kuChingova mutauronyina weChikaranga. galaxy
Gwararakurumbi, Gwararezhou Iri izita ragara riripo kubva kare. Milky Way
Unganyeredzi kuunga- + -nyeredzi constellation
Hatomu Kutodza Chingezi atom
Mheo Kutodza mheu, mhewu kureva chiro chidoko. particle
Morikyuri (?) Kutodza Chingezi, apasati pave neshoko reChivanhu. molecule
Mhodzigetsi Rigere rave kushandiswa. Rakavambwa richisanganisa mhodzi + magetsi electron
Dararabari / Darararito Iri rakavambwa kutodza: darara (positive) bari/sase (spark)

Kana Darara (positive) + ito (energy) positivespark/energy

proton
Chibarinjee / Itonjee Iri rakavambwa kutodza: Bari/Sase (spark) + Njee (general)

Kana Ito (energy) + Njee (general) Kureva kuti: Neutral spark/energy, general spark

neutron
Sebhe matter
Gunganidzo / Gwevakutsi gravity
Huremu / Ndemu mass
Svosvobwauzuru Iri rakavambwa kutodza shoko rigere ririko kuChivanhu svosvobwa kureva "shooting star" (meteor kuGuruzivo) nekusanganisa uzuru (above).

Nekuti meteoroid ichiro chinenge chichiuruka chichiri muchadenga.

Meteoroid
Svosvobwa Zita ragara richishandisirwa nyeredzi inouruka - meteor, shooting star.

Nekuti meteor i-meteoroid ravekupinda muJingamweya reRinopasi richibvira.

Meteor
Svosvobwaunda Rakasanganisa: svosvobwa + unda (land)

Nekuti meteorite i-meteor rinenge rawa kupinda muRinopasi.

Meteorite
Ribwendeya / Chibwendeya Rakavambwa kusanganisa: ibwe (stone) -ndeya (planet)

Nekuti asteroid, chiro chemabwe kana simbi chinenge chindeya asi hachizadzisi zvinodingwa kuti rinzi chindeya.

Asteroid
Chimuswenyedzi Rakavambwa kutodza chirevo che comet ("tailed star") kumitauro zhinji pasirose. Ndikosaka pasanganiswa muswe + nyenyedzi kuvamba Chimuswenyedzi Comet
Rifanadzvanyedzi Rakavambwa pachisanganiswa: kufanana- + idzva + nyenyedzi kusika chifanadzvanyedzi ("like a new star").

Nekuti, nova inyeredzi inongotanga bwibwinya zvikurusa sokunge nyeredzi idzva yozotanga kudzora mwenje wayo pekare.

Nova, novae
Chamudhuvhuranyedzi Ravambwa pachisanganiswa: kudhuvhura + nyenyedzi ("bursting star")

Nekuti supernova inovambwa paye panoputika (kana kudhuvhuka nekumwe kutaura) nyeredzi ichi-"fa".

Supernova
Chamupfunga Ravambwa ichitodza chirevo che nebula ("vapour, mist, fog, exhale") mupfunga, befu, mhute, mvima zvichidero.

Ndikokuzonzi "chamupfunga".

Nebula
Gumbanyedzi Ravambwa pachisanganiswa: gumbanidza + nyenyedzi.

Nekuti asterism zvinoreva boka renyeredzi rinogona kuvoneka pateni.

Asterism
Boterero Rigere rave kushandiswa. Orbit
Chidenengwa Sezvakakarakadzwa chemushure: kudenenga.

Nekuti satellite chinhu chinoiswa kuti chifambaire muchadenga chichishandiswa kuwana horokodzwa.

Satellite
Rivusamatenga (Yuranisi) Ravambwa nekusanganisa mashoko okuti: kuvusa + matenga, zvichitodza chirevo kumitauro zhinji yepasirose.

Nekuti Uranus ainge asina zita kuVashona nechikonzero chekuti chindeya chirikure chinovonekwa se do riungu neziso, asi chinogona kungovoneka senyeredzi basi. Zita Rivusamatenga ("governor of the above/heavens").

Uranus
Nyn'aimamushana / Nyavusamadzi Ravambwa pachisanganiswa mashoko okuti: Kunyn'aima, Kun'aima uye Kubwima + mushana, ndikokusika "Nyn'aimamushana" ('(one who) shines the sun's light).

Nekuti Neptune kunyangwe chiricho chindeya chirikure nezuva chichiwana mushana ushoma chinouhwitudza nekuda kwe-methane iri mujingamweya rayo richikonzeresa kuti ipenye. Iri iqiniso (ndakanganwa fact paChishona chamazuva ose) rinodakadza vafundi veGuruzivo kuriziva. Saka rakanaka kuriturikira sezita re Chindeya ichi. Pamusoro pezvo izita rinopembera mabhii eChishona nyn'a anoshandiswa kangani mumashoko amazuva ose? Rimwe zita rinogona kuva Nyavusamadzi kutodza chirevo chemimwe mitauro zvose neChingezi (governor of the waters), apa rinosanganisa kuvusa (to govern) + madzi (mvura kuChihwesa).

Neptune
Njondi Ravambwa kutodza chirevo che zita rokuti Pluto ("wealthy one") kwete munhu waive nezita ro, kuChivanhu cheAfurika tinotenda kuti zita rinoporofita. Njondi abva pakuti Njonda ("wealthy man").

Rimwe zita raigona kuva Wemafo/Nyazarima (nekuti Pluto aive Ishe werufu, asi sezvareviwa mazita kuChivanhu anoporofita.

Pluto
Chirisa Ravambwa kubva pakuti kuchiridza/kuchirisa kureva "to nourish, provide for", zvichitodza chirevo cha Ceres "nourishment". Zvanakira kuti shoko iri kuChishona rinotanga na C zvekare. Ceres
Ẋaumeya / Hẋaumeya Harina kushandugwa kakuru, rangonyorwa nebhii rakasiyana, na H anopesaniswa kazhinji harani = xarani, hede = hxede. Haumea
Makemake Zvimwechete nezita. Makemake
Erisi Sezita Eris
90377 Sanha Kutodza zita 'Sanna'. Sedna, Sanna
50000 Kwawari Kutodza zita 'Quaoar' Quaoar
90482 Shoromi Zita ra Orcus rinotdza Pluto, saka ndizvo zvimwe Njonda ne Shoroma zvakafanana, saka Orcus anzi Shoromi. Orcus
225088 Gon'on'u Gongong
120347 Chai Salacai zvinoreva "salt" Salacia
Nhanganyedzi kutanga = nhanga- + nyenyedzi Protostar
Nyedzana Nyenyedzi + ana Dwarf star
Zinyedzi Chivakashure zi- + nyenyedzi Giant star
Zigurunyedzi ziguru + nyenyedzi Supergiant star
Chazvuvarima (uwandu Zvazvuvarima) Rakavambwa kubva pana kuzvuva uye rima; (a drawing darkness; a pulling darkness)

Nekuti Black hole rinozvuva zvinhu mukati maro nekuti kwekuva ne sebhe yakasimba uye hapana chinokwanisa kupukunyuka kubva mairi.

Black hole
Gwevamasiku nderekare Sirius
Rinyanga nderekare Canopus