Dengezeze reChadenga

From Wikipedia
(Redirected from Chadenga)
Jump to navigation Jump to search
Dengezeze rechadenga kana kunze kwerinopasi

Dengezeze rechadenga (Chirungu: outer-space) mazwi ari kushandiswa pano kuturikira nzvimbo yese iri kunze kwerinopasi inova nzvimbo zienda-nakuenda yakakura zvisina anoziva inova inowanikwa mitumbi yakasiyana-siyana inopoterera mudenga. Mitumbi inowanikwa mumukaha wechadenga inosanganisira:mwedzi; zuva; nyeredzi; nyenyedzi; nezvimwe zvichirikuongororwa nana mazvikokota. Iro Dengezeze reChadenga chimwe chikamu chedenganyika.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Umbundu vanoti ocitenga (n. assembly, a company, a gathering) kureva guungano.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]