Boterero

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo Zvechadenga, boterero, (Orbit, spiral staircase) izwi riri kushandiswa pano kureva nzira inofambwa nayo neEarth apo inenge ichipoterera zuva (sun) kamwe pagore kana kuti pamisi 365.

Boterero reEarth rine kuumbwa kwakaita denderende. Iri zita rinoshandiswawo kutsanangudza nzira dzinofambwa nedzimwe nyeredzi (planets) padzinopoterera zuva.

  • Dendere kana matendere (Any thing which describes an orbit) apa kureva zvinhu zvinofamba zvichipoterera zvakadai semwedzi unopoterera zuva pamazuva makumi maviri nemanomwe (28).
  • Kupotereka (v. revolve).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti kuzungulira (v. circle - to revolve around; to circuit; compass).
  • VaZigula vanoti mzunguluko (1. circle, 2. turning around, 3. spinning around, 4. round).
  • VaSwahili vanoti uzingo kana uzungo (roundness, something round; encirclement, 2. (astro.) orbit). Mamwe mazwi: mzinga (solid cylindrical object).