Yamba

Kubva Wikipedia

Yamba mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yamba vanoti bap (n. wing) kureva bapiro.
  • Yamba vanoti ba (n. two) kureva mbiri.
  • Yamba vanoti ba'a (v. to flash as lightning, to flash) kuti bha-a.
  • Yamba vanoti bɛ̀ʼ (v. carry on back) kureva kubereka.
  • Yamba vanoti cùk (vbtr. wash) kureva kusuka.
  • Yamba vanoti dzeŋ (n. dance) kureva kudzana.
  • Yamba vanoti hum (n. ten) kureva gumi.
  • Yamba vanoti ma (n. mother) kureva amai.
  • Yamba vanoti maandu (n. olive baboon) kureva gudo.
  • Yamba vanoti nàm (n. animal) kureva mhuka.
  • Yamba vanoti ndum (n. husband) kureva murume wemhunhu.
  • Yamba vanoti nim (vbtr. refuse selfishly to give; deliberately refuse to give something to somebody) kureva kunyima.
  • Yamba vanoti njàwo (theirs) kureva zvavo.
  • Yamba vanoti nte (n. saliva) kureva mate.
  • Yamba vanoti ntum (n. heart) kureva moyo. Chewa vanoti mutima.
  • Yamba vanoti Nwì (n. God) kureva Mwari.
  • Yamba vanoti nzòŋ (n. tooth) kureva [[]].
  • Yamba vanoti ŋkànda (n. belt) kureva bhande.
  • Yamba vanoti tàŋ (num. five) kureva shanu.
  • Yamba vanoti tum (vbtr. send) kureva kutuma.
  • Yamba vanoti yaaŋ (vbtr. dry by exposing to heat) kureva kuyanika.
  • Yamba vanoti yum (vbint. become dry) kureva kuwoma.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yamba vanoti fum (v. start, initiate, discover).
  • Yamba vanoti gombe (n.scare crow).
  • Yamba vanoti gòmbì (n. maize, corn) kureva chibage.
  • Yamba vanoti haiʼ (excl. No!). Izwi iri rinoshandiswa kuNdebele kureva zvimwechetezvo.
  • Yamba vanoti jwaaŋ (ideo. intently) kureva kutereresa. Ndebele vanoti zwana kureva teerera.
  • Yamba vanoti jwaaŋ (ideo. intensely; completely red).
  • Yamba vanoti kòŋ (vbtr. love) kureva ida. Chewa vanoti kukonda.
  • Yamba vanoti (n, foot, leg) kureva gumbo. VaTonga vanoti kulu kana maulu (leg) kureva gumbo.
  • Yamba vanoti magbe (n. grasshopper which does not fly) kureva hwisa isingabururuke.
  • Yamba vanoti mve (n. stone used to support cooking pot) kureva pfihwa.
  • Yamba vanoti sàmba (num. seven) kureva nomwe.
  • Yamba vanoti tsòoŋ (v. tie; attach) kureva kusunga.