Kuyanika

Kubva Wikipedia

Kuyanika (to expose to sun or air so as to dry) zvinoreva kurembedza pamutairo kana kuwarika pasi kuti chinhu chiwome. Vanhu vanoyanika mbatya pawaya; nyama inoyanikwa pamutariro; mufushwa nezvirimwa zvinoyanikwa paruware.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]