Kisukuma

From Wikipedia
(Redirected from VaSukuma)
Jump to navigation Jump to search

Kisukuma mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti nyama (meat) rimwechete kuShona neKisukuma.
  • VaSukuma vanoti mayu (n. mother) kureva amai.
  • VaSukuma vanoti liso (eye) kureva ziso.
  • VaSukuma vanoti igwa (v. hear) kureva inzwa kana ihwa.
  • VaSukuma vanoti ipya (new) kureva itsva.
  • VaSukuma vanoti nghwale (type of bird) - zvichida kureva chikwari.
  • VaSukuma vanoti guku (n. grandfather) kureva sekuru.
  • VaSukuma vanoti gubona (to see) kureva kuona.
  • VaSukuma vanoti nkungulume (rooster) kureva jongwe.
  • VaSukuma vanoti guluka (to weave) kureva kuruka.
  • VaSukuma vanoti lya (eat) kureva kudya.
  • VaSukuma vanoti nwa (drink) kureva kunwa.
  • VaSukuma vanoti bubi (bad) kureva huvi.
  • VaSukuma vanoti ataandatu (six) kureva tanhatu.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaSukuma vanoti gutu (n. ear) kureva nzeve.
  • VaSukuma vanoti nghwani (n. ocean) kureva gungwa.
  • VaSukuma vanoti gulula (to whistle) kureva kuridza muridzo.
  • VaSukuma vanoti keenda (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • VaSukuma vanoti makumi abili na keenda (twenty nine) kureva makumi maviri nepfumbamwe.
  • VaSukuma vanoti jina (name) kureva zita.

Mazita Anotodza Shona[chinja | edit source]

[1] [2]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2020-08-23. Retrieved 2019-07-01. 
  2. http://mdiplomasia.blogspot.com/2018/02/syllable-structure-of-kisukuma.html