Gurure

Kubva Wikipedia

Gurure izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Vimbai Gurure, Daniel Gurure, Desire Gurure.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti khulula (1. Free, set free, release ; deliver ; emancipate, set at liberty; 2. Unloose, untie, undo). Mamwe mazwi: khululela, khululwa, khululisa
  • VaKongo vanoti kulula (v. Dissuade, to urge one not to carry out his intention) kureva kudzora munhu kuti asaite zviri pamwoyo wake.
  • VaKongo vanoti kulula moyo (v. set mind). MaZulu vanoti: gulula (milk without success). VaSukuma vanoti gulula (to whistle) kureva kuridza muridzo.
  • VaNande vanoti erilule (n. intelligence, insight, discernment).