Matanga
Jump to navigation
Jump to search
Matanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Godwin Matanga.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.