Nyamuswa
Mataridziko
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaLunda neVaLenje vanoti nswa kana muswa (white ants) kureva mutswa.
- MaZulu vanoti umunhlwa (white ants) kureva mutswa.
- VaKinande vanoti omuswa (termite) kureva ishwa.
- VaTaabwa vanoti buswa kana maswa (n. termite, white ant) kureva ishwa.
- VaTaabwa vanoti muswa (n. packet of peanuts) kureva chihomwe chenzungu.