Tudaga

Kubva Wikipedia

Tudaga mutauro weAfrika unowanikwa kuChad.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tudaga vanoti dele (n. fault, weakness, vice, criticism). Fananidzai nokuti dera?
  • Tudaga vanoti dele du (by force) kureva chisimba. Fananidzai nokuti kudherera?
  • Tudaga vanoti here (n. bow, arrow) kureva uta kana museve. Fananidzai nokuti Mahere?
  • Tudaga vanoti hûridi (n. turn; spin; turn around) kureva kutendeuka kana kutendereka. Fananidzai nokuti kuridimuka?
  • Tudaga vanoti kideũ (n. bag of jute; burlap sack; gunny sack). Fananidzai nokuti Chideu?
  • Tudaga vanoti kueraa (permanent). Mamwe mazwi: kuera kana kuyera (n. always).
  • Tudaga vanoti ôguni (n. log) kureva danda.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tudaga vanoti abba (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: abba dizi (n. grandpa).
  • Tudaga vanoti aiya (n. mom) kureva mhamha. Mamwe mazwi: ayi (n. mother) kureva amai.
  • Tudaga vanoti amandi (entrust, trust). Mamwe mazwi: ada (n. children) kureva vana.
  • Tudaga vanoti awi (n. desert) kureva gwenga. Mamwe mazwi: bari (n. crops, seedlings) kureva zvirimwa.
  • Tudaga vanoti baru (hemorrhoid). Mamwe mazwi: gûši (n. honesty).
  • Tudaga vanoti bî (n. nature, land, landscape; 2. weather, climate; 3. season; 4. time).
  • Tudaga vanoti boŋgo (n. potato) kureva mbatata. Mamwe mazwi: gûni (n. spoon; ladle).
  • Tudaga vanoti busamma (n. earth - the planet) kureva chisi.
  • Tudaga vanoti čidaa (he wants; he loves). Mamwe mazwi: hara (n. underpants).
  • Tudaga vanoti čirri (n. side; edge; bank; shore).
  • Tudaga vanoti čoto (n. chili pepper; chilli plant) kureva mhiripiri.
  • Tudaga vanoti čozi (n. old man) kureva harahwa.
  • Tudaga vanoti čumbu (genital area; pubis; pubic hair).
  • Tudaga vanoti dadi (size; height) kureva mumhu kana hurefu. Mamwe mazwi: hele (flat).
  • Tudaga vanoti dahu (n. head; braid, roof) kureva musoro. Mamwe mazwi: dahu lau (stupid). Dahu ndoŋi (understand). Dahu njorro (stubborn; hard-headed). Fananidzai nokuti Chidhawu?
  • Tudaga vanoti donjo (n. siblings; brothers and sisters) kureva vananyina.
  • Tudaga vanoti doŋgo (n. cane; walking stick) kureva mudonzvo.
  • Tudaga vanoti dula (n. pasta, macaroni) kureva pasta. Mamwe mazwi: êzimbi (n. honey).
  • Tudaga vanoti duŋgu (n. monkey) kureva tsoko.
  • Tudaga vanoti gôgo (n. fever, malaria) kureva kupisa muviri kana malaria. Mamwe mazwi: gôgodo (n. feverish).
  • Tudaga vanoti gonno (n. camel rider) kureva mutasvi wenghamera.
  • Tudaga vanoti gumo (n. lizard) kureva dzvinyu. Mamwe mazwi: gumo (n. howdah - seat for 1 or more people with railing - placed on an elephant).
  • Tudaga vanoti gûndu (dust cloud; fog) kupfumbuka kwehuruva kana mhute.
  • Tudaga vanoti halali (kernel (m) of the palm fruit doum) kureva chinzungu chemuti warehwa.
  • Tudaga vanoti holko (along; beside; alongside) kureva parutivi.
  • Tudaga vanoti hûrodi (middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: hûroddo (n. average).
  • Tudaga vanoti kôi (n. waist; place; center). Mamwe mazwi: kôi baradaa (n. research center).
  • Tudaga vanoti kondo (n. canton chief; district chief) kureva sadunhu.
  • Tudaga vanoti lûuni (n, venom) kureva huturu. Mamwe mazwi: nombo (eagle) kureva hungwe.
  • Tudaga vanoti tondolo (n. barrel). Mamwe mazwi: tomor (axis).
  • Tudaga vanoti torowo (n. case, affair). Fananidzai nokuti nhorowondo.


Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.