Chidewu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChideu)
Chidewu kana Chideu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tarisai Chideu; Henry Chideu; Alexandre Chideu; Itayi Chidewu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.