Zvirimwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Zvirimwa kana mbesa (crops) zvinoreva mbeu dzinodyarwa nevanhu kuti vadye, kuruka zvipfeko, kugadzira mishonga kana mamwe mabasa.

  • Mbesa (Crops of corn, millet etc).

Mienzaniso yeZvirimwa[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaTonga vanoti cisyango (crop) kureva chirimwa. VaTonga vanoti cisyango campindu (cash crops) kureva chirimwa chebhindauko.
  • MaZulu vanoti isithelo kana izithelo (Fruit; crop - whether from above or below ground) kureva muchero kana chirimwa.
  • MaZulu vanoti ukuthela (Bear fruit; blossom, bloom) kureva kubereka muchero kana kutumbuka.
  • MaZulu vanoti ukuthela izithelo (to bear fruit).