Mudzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Mudzi (Root of plant) apa kureva mudzi unokura muvhu uri nhengo yezvidyarwa zvakadai semiti, miriwo, huswa, maruva zvichingodaro.
  • Mudzi (Village) apa kureva musha sezvinotaurwa nevatauri veChewa - nevamwe vari kuMaodzanyemba kweZimbabwe vanodaro vachishandisa izwi iri. KuSiNdebele zita rinoti Vusumuzi rinotaura kumutsiridza musha unova ndiwo umuzi kana kuti mudzi takanangana nezviri pano.
  • Mudzi, Zimbabwe apa kureva dunhu reMudzi riri pedyo neMutoko.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Kikamba vanoti musyi (n. city, town).


Nota disambigua.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.