Tikar

Kubva Wikipedia

Tikar mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tikar vanoti ɓyim (v. trsatiate) kureva kuguta. Fananidzai nokuti kuzvimbirwa?
  • Tikar vanoti ci-njônndì (n. one who is rich) kureva mupfumi. Fananidzai nokuti njonda?
  • Tikar vanoti ci-ntwum (n. messenger). Fananidzai nokuti mutumwa.
  • Tikar vanoti ci-nwi ŋkan (n. drinker). Mamwe mazwi: nwi (v.tr drink). Fananidzai nokuti kunwa.
  • Tikar vanoti ɗimɔ (n. language) kureva rurimi.
  • Tikar vanoti jin (n. tooth) kureva zino. Mamwe mazwi: jin (n. name).
  • Tikar vanoti konni (adj. intelligent) kureva kuchenjera. Mamwe mazwi: ci-kon (n. the one who is wise).
  • Tikar vanoti lìmwu (n. orange) kureva orenji. Fananidzai nokuti ndimu.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tikar vanoti ɓî (numér. two) kureva mbiri. Mamwe mazwi: ɓi-ɓî kureva mbiri-mbiri.
  • Tikar vanoti buba (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: bùba sɔ̀ʼ (n. uncle).
  • Tikar vanoti ɓàn (v.tr begin; create) kureva kuvamba kana kusika. Mamwe mazwi: ().
  • Tikar vanoti ɓanni (1.adj. narrow; 2.v. tr. tighten). Mamwe mazwi: ci-kon (n. the one who is wise).
  • Tikar vanoti ci-mvili (n. healer) kureva murapi. Mamwe mazwi: mvili (n. remedy; medicine; product).
  • Tikar vanoti ci-sɛm (n. trader). Mamwe mazwi: ci-she (n. worker).
  • Tikar vanoti ɗòà (n. plain) kureva nyika mhene. Kune nzvimbo inonzi Dohwa kwaRusape.
  • Tikar vanoti fyulu; fyuru (numer. six) kureva nhanhatu.
  • Tikar vanoti gwɛ̀shè (n. gonococcus). Mamwe mazwi: mbɛm (n. lime) kureva mhemba?.
  • Tikar vanoti m̀bànni (n. competition) kureva makundano. Mamwe mazwi: mbanni (n. fork).
  • Tikar vanoti mbɛti (n. surroundings; side). Mamwe mazwi: m̀bìtù (n. kind of poison).
  • Tikar vanoti mbyi (n. road; path; medium). Mamwe mazwi: Mbyimbyî (n. God).
  • Tikar vanoti m̀ɓàkà (idea; thought, concern). Mamwe mazwi: m̀ɓon (n. timber).
  • Tikar vanoti mvu (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: mvìm (n. kernel; seed).
  • Tikar vanoti nàli (n. henna; varnish). Mamwe mazwi: ŋ̀gwòn (n. alliance; pact).
  • Tikar vanoti ǹjì (n. prince) kureva jinda. Mamwe mazwi: njimmi (n. darkness; darkness).
  • Tikar vanoti ŋ̀gàtè (n. accumulation of dirt) kuungana kwetsvina kana marara.
  • Tikar vanoti ŋ̀gwèŋgwè (n. crow) kureva gunguo. Mamwe mazwi: ŋ̀gyì (n. gorilla).
  • Tikar vanoti ǹdàli (n. joy). Mamwe mazwi: dàlì (v. be delighted).
  • Tikar vanoti pon (n. 1. space between two things; 2. times (fig.)).
  • Tikar vanoti sàkàʼ (v.tr sing the praise of someone). Mamwe mazwi:
  • VaTikar vanoti tòn (n. life) kureva hupenyu. Mamwe mazwi: tòn (v.intr 1. sit; 2. live).