Kurapa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMurapi)

Kurapa kana kuchidza (to administer medicine and so to heal, or to cure) zvinoreva mabasa anobatwa nechinangwa chokuporesa varwere anosanganisira kupa mushonga, kuwongorora muviri wemurwere, uye kukurudzira varwere kuzvipingura pane zvimwe zvinhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLenje vanoti shilika (treat medically; attend as a doctor) vachireva kurapa. VaTonga vanoti silika (to cure) vachireva kuporesa.
  • Mururimi rweChewa vanoti chiritsa (to cure; cause to recover) vachireva kuporesa. Mang'anja vanoti tsirika (convalescent) kureva munhu ari kupora kubva mukurwara.
  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) zvichireva kupona. VaBwisi vanoti kukila (1.be healed; recover from sickness; 2. to survive) kana kukiliya (v. healed).
  • MaZulu vanoti elapha (Treat medicinally, cure; doctor; practise medicine; supply with charms) vachireva kurapa. Mamwe mazwi: umelaphi (one who treats medicinally or with charms) kureva murapi.
  • MaZulu vanoti amapholela (n. Cool, healthy resort; sanatorium) inzvimbo yekuporera. Kinande vanoti erílwalúka (n. be in the recovery and healing period after a sickness), kurwaruka?