Gunguwo
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuGunguo)
Gunguwo (crow) ishiri nhema inowanikwa musango inodya madzinde pamwe nenyama. Gunguwo rinowanikwa muAfrica, Europe, Asia, North America.
Gunguwo ishiri yakachenjera fani inokwanisa kuita zvakachenjera - painovhura kana kukudubura mabhini mumisha munogara vanhu uchenjeri hwayo hunoonekwa. Kune mhando yegunguwo inowanikwawo kunyika dzinotonhora dzeEurope neNorth America, aya makunguwo anogara kunyika idzodzo mumwaka we chando.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ndizvo wakatambanudza nyara yake, akaritora, akaripotedza kwaari mungarava: He put out his hand, took her and brought her in to him in the ark. (Genesis 8: kubva muBhaibheri reChiNdau).
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gunguo rinodya mbamba, rino muchero waro. The pied crow eats groundnuts; that is its fruit.
- Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku. The crow refused to wait for an arrow and escaped by hopping.