Nugunu

Kubva Wikipedia

Nugunu kana Gunu mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza ChiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGunu vanoti dúm–è (v. sting) kureva kuruma.
  • VaGunu vanoti bín–è (v. dance ) kureva kudzana. VaChewa vanoti kuvhina.
  • VaGunu vanoti bù≠íbì (n. theft) kureva kuba.
  • VaGunu vanoti bù≠gúlè (n. friendship; alliance; union) kureva hushamwari.
  • VaGunu vanoti bʊ̀≠ɪ́tɪ̀ (n. tree) kureva muti.
  • VaGunu vanoti dàdʊ́ (num. three) kureva tatu.
  • VaGunu vanoti fʊ́m–à (v. skin;flay) kureva kufuna.
  • VaGunu vanoti inòní (n. bird) kureva shiri. IsiZulu vanoti inyoni.
  • VaGunu vanoti ɪ̀ⁿd–à (v. walk) kureva kufamba kana kuenda.
  • VaGunu vanoti kísì(n. region; place; region side). Cherechedzai zvinorehwa nokuti musi wechisi?
  • VaGunu vanoti lèg–è (v. prohibit; defend; prevent).
  • VaGunu vanoti mà≠tʊ́dà (n. potato) kureva mbatata. Fananidzai nokuti Mutuda?
  • VaGunu vanoti mɔ̀≠tɔ̀ (n. man; person) kureva munhu.
  • VaGunu vanoti n≠ɲàmà (n. animal; 2. uncooked raw meat) kureva mhuka kana nyama.
  • VaGunu vanoti tânʊ̀ (n. five) kureva shanu.
  • VaGunu vanoti tânʊ̀ nà mùè (num. six ) kureva tanhatu.
  • VaGunu vanoti ʊ̀≠dɪ́má (n. heart) kureva moyo. VaChewa vanoti mutima.
  • VaGunu vanoti gám–à (n. press; squeeze) kureva kukama.
  • VaGunu vanoti gàg–à (vbe rough; coarse).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGunu vanoti bàmb–àl-à (feel; palpate) kureva kubatabata.
  • VaGunu vanoti bì≠gíⁿdé (n. héritage; posterity) kureva nhaka.
  • VaGunu vanoti bɪ̀≠jàŋà (n. joy; rejoicing; happiness) kureva rufaro.
  • VaGunu vanoti bɪ̀≠nà (n. members of the body; parts) kureva nhengo dzemuviri.
  • VaGunu vanoti bùŋ–è (v. pronounce; speak of) kureva kutaura.
  • VaGunu vanoti kásɪ́ (n. barrel).
  • VaGunu vanoti lʊ́–to (v. be acidic; be sour) kureva kuvava.
  • VaGunu vanoti mà≠hànà (n. pity; compassion) kureva tsitsi. Fananidzai nokuti hana?
  • VaGunu vanoti ŋ≠gélé (n. poison used for killing fish).
  • VaGunu vanoti ù≠dǔdù (n. dust) kureva bukuta.
  • VaGunu vanoti ʊ̀≠làmbà (n. polygamy; harem) kureva barika.
  • VaGunu vanoti ʊ̀≠sàlʊ̀ (n. exile; emigration) kureva munhu mupara.
  • VaGunu vanoti gì≠ìtì (n. epilepsy) kureva pfari.
  • VaGunu vanoti gɪ̀≠àjâ (n. side; direction; ) kureva divi.
  • VaGunu vanoti gɪ̀≠kàŋgá (n. word) kureva izwi.
  • VaGunu vanoti gɪ̀≠kàmbà (n. clod of earth) kureva vhinga.

Kwakawanikwa Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]