Engwo

Kubva Wikipedia

Engwo kana Ngwo mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNgwo vanoti alonga (n. bucket, pail). Fananidzai nokuti chirongo.
  • VaNgwo vanoti anwa (n. one, single) kureva chimwe. Mamwe mazwi: anwa'anwa (one each).
  • VaNgwo vanoti ase baba kana ase ate (n. old man) kureva murume akwegura. Mamwe mazwi: ate kana babaa kureva baba.
  • VaNgwo vanoti ate mbembe (n. ancestor) kureva tateguru.
  • VaNgwo vanoti atan (n. calculation, mathematics, arithimetic). Lingala vanoti kotanga kureva kuverenga.
  • VaNgwo vanoti awɛ̂ (n. you) kureva iwe. Mamwe mazwi: wa kana ba (v. to be) kureva kuva.
  • VaNgwo vanoti azáa (n. drought, famine, frequent quest for food) kureva nzara.
  • VaNgwo vanoti ze'e (v. come) kureva kuuya. Fananidzai nokuti kuza uye Muza?
  • VaNgwo vanoti wum (n. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: tan (n. five). Asaambye (n. seven).
  • VaNgwo vanoti tama (n. straight). Fananidzai nokuti kutamura?
  • VaNgwo vanoti bwaara (v. soften, submit) kureva kuhwarara.
  • VaNgwo vanoti digi digi (adj. small, minute) kureva dikidiki. Mamwe mazwi: dene (adj. complicated, complex).
  • VaNgwo vanoti duru (adj. blunt) kureva kugomara. Fananidzai nokuti kudurungunda kwemunyu.
  • VaNgwo vanoti fe (v. get burnt) kureva kutsva.
  • VaNgwo vanoti gunu (v. bend down, stoop, bow). Fananidzai nokuti Gunundu?
  • VaNgwo vanoti kam (v. squeeze, wring out) kureva kukama.
  • VaNgwo vanoti kama (adj. hard, powerful, mature). Mamwe mazwi: kàma (adj. healthy, strong, well).
  • VaNgwo vanoti kèrè (v. tear by pulling) kureva kubvarura nenzira yekukakata. Fananidzai nokuti kukerura?
  • VaNgwo vanoti kuuru (v. heap up). Mamwe mazwi: kuʼru (v. accumulate). Fananidzai nokuti guru?
  • VaNgwo vanoti edóʼ (n. love) kureva rudo.
  • VaNgwo vanoti etsóʼ (n. voice) kureva izwi.
  • VaNgwo vanoti m̀bò kana m̀bòrò ( n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • VaNgwo vanoti mfa (n. epidemic) kureva mukondombera.
  • VaNgwo vanoti mbèmbè (adj. first, past (historical) kureva [[]].
  • VaNgwo vanoti Ngwê (n. God (supreme being), Lord (God)) kureva Mwari. Mamwe mazwi: Ngwê Àzhwɛ̀ɛrɛ̀ (n. God the Holy Spirit).
  • VaNgwo vanoti nema (not (negation)). Fananidzai nokuti nhema dzako?.
  • VaNgwo vanoti pɛnɛ (v. open (by pulling both sides apart)). Fananidzai nokuti kupenengura.
  • VaNgwo vanoti para (v. tear) kureva kuparura kana kubvarura. Mamwe mazwi: para (adj. torn).
  • VaNgwo vanoti sàarà (v. say goodbye, take leave of, let go). Fananidzai nokuti kusara.
  • VaNgwo vanoti mpɛ̀nɛ̄ (adj. small in size, not developed in size). Mamwe mazwi: mpɛ̀ɾɛ̄ (adj. flat).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNgwo vanoti bibi (n. full - not fraction). Mamwe mazwi: éta bíbí (n. full moon). éta fe (n. new moon).
  • VaNgwo vanoti etyê (n. life) kureva hupenyu. Mamwe mazwi: esé (n. world, weather).
  • VaNgwo vanoti èsàma (n. twenty of something) kureva makumi maviri. Mamwe mazwi: èsàmá tɛ́d (n. sixty - 60) kureva makumi matanhatu.
  • VaNgwo vanoti abe (n. country, ethnic area, home, compound, village) kureva nyika, dunhu kana musha. Sokuti: Abe Anglishi kureva England.
  • VaNgwo vanoti antiri (n. brief as a moment; fraction). Mamwe mazwi: antiri abe (n. region, city).
  • VaNgwo vanoti abee (n. side, half) kureva divi. Sokuti: abe abwonde (right side). Abe abwoaye (n. left side). Abe Ngwe (n. Heaven, Paradise).
  • VaNgwo vanoti afwere (n. fun, humour) kureva mafaro. Mamwe mazwi: Angwa (n. parent, owner). Anji (n. day) kureva musi.
  • VaNgwo vanoti ambere (n. yam) kureva yamu. Mamwe mazwi: akaka (n. cocoa). Akiri (n. farmer).
  • VaNgwo vanoti amboro anke (n. elephant's trunk) kureva musinga wenzou?. Mamwe mazwi: tsàʼrà (v. greet, salute)
  • VaNgwo vanoti anwe're (n. book) kureva [[]]. Mamwe mazwi: anwe're Ngwe (n. Scriptures, Bible). Atobwa (n. agenda). Atsara (n. prayer, greetings).
  • VaNgwo vanoti tana (adj. croked) kureva kukombama. Mamwe mazwi: tánálo (adj. lame). nara (adj. good, fine, beautiful, tasty, sweet, taste good).
  • VaNgwo vanoti bwo (n. children; descendants?) kureva vana. Mamwe mazwi: Bwo Ánta (n. descendants of Anta).
  • VaNgwo vanoti ebàrá kana ebà (adj. beside, near) kureva pedyo. Mamwe mazwi: sɛ̀ʼrɛ̀ (v. divide (fight), separate).
  • VaNgwo vanoti ndòro (adj. protruded). Mamwe mazwi: nɛŋɛrɛ (v. sparkle (bright), glitter). nɛ̀ŋɛ̀rɛ (adj. bright).
  • VaNgwo vanoti gbɛ̀rɛ (n. stripes on the body of women) - zvichida vanoreva nyangahadzi.
  • VaNgwo vanoti ghô (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: ghô àlà (n. owner). ghô Àgíbtò (n. Egyptian). ghô Ba-Israel (n. Israelite).
  • VaNgwo vanoti ghɛ́ɛ̀ghɛ̀ɛ (n. middle, centre). Mamwe mazwi: ghô m̀pàrà (n. council member, councillor).
  • VaNgwo vanoti ghôngwa (n. relative). Mamwe mazwi: ghôngwa àyè (n. sister). ghôngwa àyè àtɛ (n. father's sister - aunt).
  • VaNgwo vanoti jùru (adj. wet). Mamwe mazwi: jùurù (v. quench, soak, wet).
  • VaNgwo vanoti èye mbèmbè (n. first wife, principal wife) kureva vahosi.
  • VaNgwo vanoti ende (n. food) kureva zvidyo.

Kwakawanikwa Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]